KwaHunyani Lyrics and stream
Intro
Kwahunyani
Kwahunyani
Kwahunyani
Kwahunyani
Chorus
Oooh tiri kwahunyani ( Tiri kwahunyani )
Oooh tiri kwahunyani ( Tiri kwahunyani )
Oooh tiri kwahunyani ( Tiri kwahunyani )
Oooh tiri kwahunyani ( Tiri kwahunyani )
Verse1
Aaah nhas I weekend rega ndiite plan
Handingafare ndiri ndega no rega ndihoste party
Kuhunyani , madrinks kungo swiper kusuper market
Coz ma bank acho ese ane ma Queue kunge alphabet
Pakuda ziheavy system sa Tazvida
Zvekut vari from are far vachazvinzwira
Hakudanwe anonzwa nekuda kwemaspreaker
Hapana bomba but chaputika ( kwahunyani )
Hunyani tinobaya zuva ravira semaheu
Takaplana zvinotyisa kupfura inonzi body view
Toita noise inobhohwa kunge mombe dzine bell
Everything is new hapana zvemubhero ( Kwahunyani )
Kuvaskana toda skirt inenge drama I mean Kapfupi
Kana yazorebesesa ngaisazopfura mabvi
Collector vanenge clique yana pau tumaFreaky
Kunge happy birthday toita party ooh shit
( Back to Chorus )
Verse 2
Muhomwe mangu mune mawaya fanika tambo dzemagetsi
Usazondibvunza how was the weekend coz I never been in states
Hpana anobuda senyaminyami I 6 to 6
Toda kuzoratidza ari madon dai matora arimapics
Zvirikufaya kunge ricky ndazodhakwa nemadrinky
Udza vanhu kuti paita party sesong ya Biggie
Fanika killa paritricky tirikufarisa manhingi
Hatingatadze coz party ikukika kunge donky
Chanty akufona apa ndina Lindsay
( Hello ) ikubreaka fanka Michael Jackson
Please chimbokata wozofona very soon
Plan B yangosara ndeye kungodzima phone
Gaya Chanty wachoarinechepedyo
Ooh shit usarove Lindy kumeso
Apa ndakunyara ndatandisa musindo
Ndadhumhanhisa but hapana ane bhononindo
(Back to Chorus)
Bridge
Svondo rinouya
Tichadzokerazve
Kunofara zvedu
Tiri Kwahunyani
Tichadzokerazve
Kunofara zvedu
Tiri Kwahunyani
( Back to Chorus )