JeySz Ndaikuda lyrics
*title* NDAIKUDA
*artist* BoI-JeYSz
*mixed by* VIC ENLISTED
*beats by* JEYSZ
*Chorus*
Patakatanga wanga uri yangu svovi (inga waindida)
Waindidisa chero homwe isina mari
Ndaity zvimwe moyo wabva kuna Mwari
Inga ndaikudaaaa x2
Patakatanga wanga uri yangu svovi
Waindidisa chero homwe isina mari
Parizvino wavakuterera shamwary
Inga ndaikudaaaaa
Inga ndaikuda
Inga waindida
Inga ndaikunda
inga waindida
*Verse 1*
U still remember dat tym whn we were walking downtown
U still remember moment
yandakakubata ruoko
Ndikaty *bbe plz dont leave meey* ,x2
How many times did i tell u ndoda kuuroora
Mumaziso ako ndaizviwona
waindishora
But I promise i wont leave your side
Promise me u gon be bride
Ndoda kugara newe..
Safe wandisiya bbe
Kubva kare uriwangu my lady
Chaunoda ndokuitira
I know u tempted kumboenda kumafaro
But ukasabaya nondisiya nemufaro
Yet still ukabaya keraz wangu ndinofara
Ukaenda kusvondo bbe
unondisiya nemufaro…
*Verse 2*
Dzingidzi maruva aapere
Ndakayeuka bako mvura yanaya
*Kujuruja majuru nerurimi*
Ndichikanganwa mudiwa wangu ari ega
Mudiwa wangu ndati sorry
Ndngatonyora tsamba ine masorry,kana isiri pressure
Ndchatokukandira pafon
Call me
Usandzimire foni
Dakuapologizer bbe sandi katire foni
Ndagaira pauri ndinopona
Nokuti unondidzikamisa hana
Chimbondipa kadiki kamukanaaaa
Ndimhopedzesazvandanguva ndatangaaaaaa
**SELAH**