fbpx
Danny n Shungu dzemoyo

Danny N Shungu DzeMoyo Lyrics

Danny N Shungu DzeMoyo Lyrics and Streaming

Danny n Shungu dzemoyo

 

Intro

Yeah zvekuimba izvi amana! Zvakatanga zviri zviroto
Ndobva tazvifambisa, bt nzira iyi haina kunyatso chena
This song is more like a prayer
Danny N!

Yeah!

 

First Verse

Vanondiona ndichi gara mazino panze
Vobva vanditora voda kundikanda kunze
Kuda ndikotamisa sendo tsvaira chivanze
Asi ndotenda Mwari nekuti havandipunze

I wsh one day ndichamukawo
Ndine mazisimba rekufaka yangu pinacle
Ndovimba namusiki ikoko ndokusvikawo
I hope handizi ndega hu is hoping for a miracle

Mai vakagara zvavo vakabata shaya
Mupfungwa zvovanetsa vongoramba vachigaya
Vondiuudza iwe shinga ndiwe rangu Jaya
Dai wawana nyasha zvinhu zvako zvangofaya

Zvinovanetsa mwoyo zvaoita kuva baya
Vehukama vovaseka nekuda kweravo jaya
Hanzi uyu anoiimba nekuti ano shaya
Asi vondiudza shinga satombozvigaya

 

Second verse

Nekuti Yolo ndiyo moto unorarama ka1
So im pushing grind sengoro ndiri kutsvaga mari
Vanhu vondiseka kunge comedy mafunnies
Cz im always in the streets senge ndinomhanya bani

Vamwe vanondibvunza kuty mfana unonzani
Ndovaratidza tag vakaona ndonzi Danny
Vonditarisira pasi vorasara zvinyowani
Kuti ndiende mberi atotanga ma1

Vamwe kungovapa track vobva vakanda mubhini
Hanzi no airplay kana pasina madzinhi
Hanzi chida kurira tanga wambotenga hwani
But ndokuridza wambo sekerera inini

Madjs acho angozara nepride
Kuti uende mberi pakutongoshanda bribe
I gtta give my all to keep myself alive
I just need a loan rega ndimbotsvaga Strive

Hook

Makati gogodza mwanangu muchandizarurira eh, eh!
Asi ndava nemaronda ndichishingirira eh e
Makati gogodza mwanangu muchandizarurura eh
Ini ndava nemaronda ndichishingirira eh eh

Chorus

Apo Shungu Dzemoyo dzandiuraya, Eh, Dzandiuraya ! x8

Third Verse

Handambogaya ndchaiita zvekuimba
bt nekuda kwaMwari ndripamike ndakamira
Satan anouya achiita kunyahwaira but nekuda kwaJesu pamangoma handis kumira

Ndrikuimba ndichibvarura tsinga
Ko ndigagodii iyo nhamo yandivinga
Ndakaremerwa sendakatsiga zisvinga
Vamwe vondisekerera chri mumoyo vakaviga

Ndaimbo mhanyidzana nebook now ndomhanyidzana nerap
Hameno zvinobuda here i juss give it all kuna jesu
Zvakanaka zvacho ndoda,Mwari dai mandiona Mandikandirawo ngoda nekuti nhamo yandiponda

Ndri kushanda shanda all day zvichiramba
Pamadhiri acho ndri slow kunge kamba
Hapana chandoita kunze kwekunyora number
Otherwise ndingapenge hangu ndakurova chamba

Leave a Reply

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.

0
%d bloggers like this: