fbpx
buffalo Souljah Gwenya

Buffalo Souljah Gwenya Lyrics Featuring Kinnah

Buffalo Souljah Gwenya Lyrics and streaming

buffalo Souljah Gwenya

Intro

Kinnah :Wayaseh BUFFALO
Buffalo Souljah :
Maiweeeeeeee
Kinnah:
Shisaka Wayaseh
Outa Tripple spliffers we there
Big up WADIS
Tatosimuka isusu hatidzikeee
Tichangoshaina kusvikah tipindeee
Mweya wetsvina havashande nehusimbe
Tevera Mwenje kusvikira
Upindeee.

Buffalo Souljah Chorus

Vanerima vanerima kani.
“Vanerima
Vanerima Havadi Kuwona Gwenyahwe.
Lighter Gwenya.
Pese Pano Baka Moto Vanoda kudzima.
Vaudzekuti moto waBabaGodi Haudzimikeihwe.
Shaina Iwe Shaina.
Shaina Shaina Iwe vaima.
Shaina Iwe Shaina.
Shaina haikona kubhaiza.x2

Kinnah VERSE:

Chavanokwanisa kutuka nekudisser
Panguva dzose anogara akabipper
Asi JEHOVAH havambofa vandisvipaaa
Pakuda Gwenya kuti tibude murimaaaa
Inzwa BUFFALO wareva tingoshainaaa
Imoto wega tinogara tavaliner
Nagodiss ndi Tenzi vandidana
Semu spliffer ndokoshesa Hukamaaa.

Buffalo Souljah :

Mahater Hadi Kuwona pane betterhwe.
Nepasina vanokutsvagira matterhwe.
Havakushaire nyaya kunge Gwetahwe.
Semota irikutiza Mapurisa Get away.

Kinnah Pre Chorus:

Tatosimuka isusu hatidzikeee
Tichangoshaina kusvikah tipindeee
Mweya wetsvina havashande nehusimbe
Tevera Mwenje kusvikira
Upindeee.

Buffalo Souljah Chorus

Vanerima vanerima kani.
“Vanerima
Vanerima Havadi Kuwona Gwenyahwe.
Lighter Gwenya.
Pese Pano Baka Moto Vanoda kudzima.
Vaudzekuti moto waBabaGodi Haudzimikeihwe.
Shaina Iwe Shaina.
Shaina Shaina Iwe vaima.
Shaina Iwe Shaina.
Shaina haikona kubhaiza.x2
Ndanetanekushungurudzwa weduwe.
Zvandichato pera pendi ndichida kufadza vese.
Munhu Wenyama wangu   hagutsikane.
Kana Jesu vakazvitadza koiweiwe.
Vamwe vano Shuga vamwe Sauti.
Vamwe vano Shuga ine Sauti.
Urimumwe wotoita self doubti.
Woita Zvako here Kana kufadza Crowdi.

Kinnah verse :

Chakakoshaaa  kukwira nekudzikaaaa
Hayisi ndewe yatomirira kuvhikaaaa
Handimbomhanya asi zvangu zvinoitaaa
Ndosaka Tenzi vakandiiisa panyikaaa
Kukomborerwa kunotobva kunababaaa
Nechipo changu handibate zvakashataaa
Ne Izwi Renyu moyo wangu unofaraaa
Tinongotenda sezvo ndichiraramaaaa.

Buffalo Souljah Chorus

Vanerima vanerima kani.
“Vanerima
Vanerima Havadi Kuwona Gwenyahwe.
Lighter Gwenya.
Pese Pano Baka Moto Vanoda kudzima.
Vaudzekuti moto waBabaGodi Haudzimikeihwe.
Shaina Iwe Shaina.
Shaina Shaina Iwe vaima.
Shaina Iwe Shaina.
Shaina haikona kubhaiza.x2

Buffalo and Kinnah ‘bridge

Ewo wewox4

Buffalo and Kinnah Autro

Mahater Mahater Muchaneta x4

Leave a Reply

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.

0
%d bloggers like this: